Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Dhanieri akati anzwa kuti chirevo chakanga chaziviswa, akaenda muimba yake yapamusoro yaiva namawindo akanga akatarira kuJerusarema. Akapfugama namabvi ake akanyengetera katatu pazuva, achivonga kuna Mwari wake, sezvaaisiita.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:10 akapoteredza