Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 5:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo imi makasarudza kurwa naishe wokudenga. Makaita kuti midziyo yegoridhe iuyiswe kwamuri ichibva kutemberi, uye imi namakurukota enyu, vakadzi venyu navarongo venyu makanwira waini mairi. Marumbidza vamwari vesirivha negoridhe, nendarira, nesimbi, namatanda namabwe, zvisingagoni kuona kana kunzwa kana kunzwisisa. Asi hamuna kukudza Mwari akabata muruoko rwake upenyu hwenyu nenzira dzenyu dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 5

Maonero Dhanieri 5:23 akapoteredza