Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bherishazari achiri kunwa waini yake, akarayira kuti vauyise midziyo yegoridhe neyesirivha iya yakanga yatorwa naBaba vake Nebhukadhinezari kubva kutemberi yokuJerusarema, kuitira kuti mambo namakurukota ake, navakadzi vake uye varongo vake vanwiremo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 5

Maonero Dhanieri 5:2 akapoteredza