Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhanieri (ndiyewo Bheriteshazari) akakatyamara zvikuru kwechinguva uye pfungwa dzake dzakamuvhundutsa. Saka mambo akati kwaari, “Bheriteshazari, kurota uku kana zvakunoreva ngakurege kukuvhundutsa.” Bheriteshazari akapindura achiti, “Ishe wangu, dai chete kurota uku kwareva vavengi venyu nedudziro yacho vadzivisi venyu!

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 4

Maonero Dhanieri 4:19 akapoteredza