Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezvi zvandakaratidzwa, zvandakaona ndivete pamubhedha wangu: Ndakatarisa, ndikaona pamberi pangu pamire muti, uri pakati penyika. Kureba kwawo kwakanga kuri kukuru kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 4

Maonero Dhanieri 4:10 akapoteredza