Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akapindura vachenjeri vezvenyeredzi achiti, “Izvi ndizvo zvandafunga chaizvoizvo: Kana imi mukasandiudza kuti kurota kwangu kwaiva kupi uye mukadudzira, ndichaita kuti mugurwegurwe uye dzimba dzenyu dziitwe mirwi yamarara.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:5 akapoteredza