Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 2:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvinoreva chiratidzo chedombo rakavezwa pagomo, asi kwete namaoko omunhu, dombo rakaputsa simbi, nendarira, nevhu, nesirivha negoridhe zvikati mwarara. “Mwari mukuru akaratidza mambo zvichaitika pamazuva anouya. Kurota uku ndokwechokwadi uye nedudziro yacho ndeyechokwadi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:45 akapoteredza