Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 2:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Shure kwenyu, humwe umambo huchamuka, huduku kuno hwenyu. Umambo hwechitatu huchatevera, umambo hwendarira, huchatonga pamusoro penyika yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:39 akapoteredza