Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachenjeri vezvenyeredzi vakapindura mambo vachiti, “Hakuna munhu panyika angagona kuita zvinodiwa namambo! Hakuna mambo, kunyange mukuru uye kana ane simba, akambotsvaka chinhu chakadai kun'anga ipi zvayo kana vaya vanoda zvamazango kana vachenjeri vezvenyeredzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:10 akapoteredza