Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavo akati kumunhu akanga akapfeka nguo yomucheka, akanga ari pamusoro pemvura zhinji yorwizi akati, “Kusvikira riniko zvinhu zvinoshamisa izvi zvisati zvazadziswa?”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 12

Maonero Dhanieri 12:6 akapoteredza