Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 11:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haazovi nehanya navamwari vamadzibaba ake kana nouyo anodikanwa navakadzi, uye haangavi nehanya namwari upi zvake, asi achazvikudza pamusoro pavo vose.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 11

Maonero Dhanieri 11:37 akapoteredza