Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 11:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vakachenjera vachadzidzisa vazhinji, kunyange kwechinguva vachazourayiwa nomunondo kana kupiswa kana kutapwa kana kupambwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 11

Maonero Dhanieri 11:33 akapoteredza