Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo acharinzira chiso chake kuzviwi agotora zvizhinji zvacho, asi mukuru wamauto achagumisa kuzvidza kwake uye agodzorera kuzvidzwa kwake kwaari amene.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 11

Maonero Dhanieri 11:18 akapoteredza