Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 11:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Munguva idzodzo vazhinji vachamukira mambo weZasi. Varume vechisimba pakati pavanhu vokwako vachakumukira kuti chiratidzo chizadziswe, asi havangakundi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 11

Maonero Dhanieri 11:14 akapoteredza