Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 10:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Usatya, iwe munhu anokudzwa zvikuru. Rugare! Iva nesimba zvino, simba.” Paakataura neni, ndakabva ndasimba ndikati, “Taurai Ishe wangu, sezvo mandipa simba.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 10

Maonero Dhanieri 10:19 akapoteredza