Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva gumi akati apera, ivo vakaratidza kuva noutano hwakagwinya uye nemiviri yakanaka kupinda majaya akadya zvokudya zvamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 1

Maonero Dhanieri 1:15 akapoteredza