Testamende Yekare

Testamende Itsva

Amosi 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichashandura mitambo yenyu yechinamato ive kuchema, nokuimba kwose kuti kuve mhere. Ndichaita kuti mose mupfeke masaga uye mugoveura misoro yenyu. Ndichaita kuti nguva iyi ive samariro omwanakomana akaberekwa ari mumwe oga, uye magumo acho ave sezuva rakaipa kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 8

Maonero Amosi 8:10 akapoteredza