Testamende Yekare

Testamende Itsva

Amosi 3:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Ko, shumba ingaomba mudondo isina chayaruma here? Ko, ingarira mubako rayo isina chayabata here?

5. Ko, shiri ingawira pasi mumusungo pasina kuteyiwa rugombe here? Ko, musungo ungaurukira kumusoro pasina chawabata here?

6. Hwamanda ingarira muguta, vanhu vakasatya here? Njodzi painowira guta, ko, haazi Jehovha anenge azviita here?

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 3