Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati kwaari, “Usatya hako, nokuti zvirokwazvo ndichakuitira tsitsi nokuda kwababa vako Jonatani. Ndichadzosera kwauri nyika yose yakanga iri yasekuru vako Sauro, uye uchadya patafura yangu nguva dzose.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 9

Maonero 2 Samueri 9:7 akapoteredza