Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kwakanga kuno muranda weimba yaSauro ainzi Zibha.Vakamudana kuti auye kuna Dhavhidhi, mambo akati kwaari, “Ndiwe Zibha here?” Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 9

Maonero 2 Samueri 9:2 akapoteredza