Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 9:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Mefibhosheti akanga ane mwanakomana mudiki ainzi Mika, uye vose veimba yaZibha vakanga vari varanda vaMefibhosheti.

13. Saka Mefibhosheti akagara muJerusarema nokuti aigara achidya patafura yamambo, uye akanga akaremara tsoka dzake dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 9