Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe navana vako navaranda vako ndimi muchamurimira minda mugokohwa zvirimwa, kuti muzukuru wavatenzi vako awane zvokudya. Mefibhosheti, muzukuru wavatenzi vako, achadya patafura yangu nguva dzose.” Zvino Zibha aiva navanakomana gumi navashanu navaranda makumi maviri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 9

Maonero 2 Samueri 9:10 akapoteredza