Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaisa mapoka avarwi munyika yava Arame yeDhamasiko, vaAramu vakava varanda vake vakabvisiswa mutero. Jehovha akaita kuti Dhavhidhi akunde kwose kwose kwaakaenda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 8

Maonero 2 Samueri 8:6 akapoteredza