Pamusoro paizvozvo, Dhavhidhi akarwisa Hadhadhezari mwanakomana waRehobhi, mambo weZobha, paakaenda kundotorazve nyika yaiva mujinga morwizi Yufuratesi.