Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 8:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Joabhu mwanakomana waZeruya aiva mukuru wehondo; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi aiva muchengeti wemidziyo,

17. Zadhoki mwanakomana waAhitubhi naAhimereki mwanakomana waAbhiatari vaiva vaprista; Seraya aiva munyori;

18. Bhenaya mwanakomana waJehoyadha aiva mutariri wavaKereti navaPereti; uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva vapi vamazano vamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 8