Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 6:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi paakadzokera kumba kuti andoropafadza veimba yake, Mikari mwanasikana waSauro akabuda kundosangana naye akati, “Mambo weIsraeri azvikudza sei nhasi, zvaabvisa nguo dzoushe pamberi pavarandakadzi vavaranda vake sezvinoitwa nebenzi ripi zvaro.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 6

Maonero 2 Samueri 6:20 akapoteredza