Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akasimuka akaenda navanhu vose vaakanga anavo kuBhaara reJudha, kundotora areka yaMwari kubva ikoko, iyo inodanwa neZita, iro zita raJehovha Wamasimba Ose, agere pakati pamakerubhi ari pamusoro peareka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 6

Maonero 2 Samueri 6:2 akapoteredza