Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Mambo Dhavhidhi akaudzwa kuti, “Jehovha akaropafadza imba yaObhedhi-Edhomu nezvose zvaanazvo, nokuda kweareka yaMwari.” Saka Dhavhidhi akaburuka akandotora areka yaMwari kubva muimba yaObhedhi-Edhomu akakwira nayo kuGuta raDhavhidhi achipemberera nomufaro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 6

Maonero 2 Samueri 6:12 akapoteredza