Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akagara munhare uye akaitumidza kuti Guta raDhavhidhi. Akavaka nzvimbo yose yakaipoteredza, kubva panheyo dzaitsigira rusvingo zvichipinda mukati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 5

Maonero 2 Samueri 5:9 akapoteredza