Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 5:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamunongonzwa ruzha rwokufamba kwavanhu pamusoro pemiti yemibharisamu, mubve mafamba nokukurumidza, nokuti zvichareva kuti Jehovha aenda mberi kwenyu kuti aparadze hondo yavaFiristia.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 5

Maonero 2 Samueri 5:24 akapoteredza