Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, zvino zvichava sei, kana vanhu vakaipa vachinge vauraya munhu asina mhosva mumba make uye ari pamubhedha wake, handingatsvaki ropa rake pamaoko enyu here, kuti ndikubvisei panyika!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 4

Maonero 2 Samueri 4:11 akapoteredza