Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhineri akatsamwa zvikuru nezvakanga zvataurwa naIshi-Bhosheti ndokupindura achiti, “Ko, ndiri musoro wembwa kurutivi rwaJudha here? Nhasi uno ndakatendeka, kuimba yababa vako Sauro nokumhuri yake zvose neshamwari dzake. Handina kukuisa mumaoko aDhavhidhi. Kunyange zvakadaro iye zvino unondipomera mhaka pamusoro pomukadzi uyu!

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:8 akapoteredza