Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 3:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vose vakauya vakagombedzera Dhavhidhi kuti awane chaangadya achiri masikati; asi Dhavhidhi akaita mhiko, achiti, “Mwari ngaandirove, uye zvakanyanyisa, kana ndikaravira chingwa kana chimwe chinhu zuva risati ravira!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:35 akapoteredza