Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 3:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joabhu akabva pana Dhavhidhi ndokutumira nhume kuti dzitevere Abhineri, uye vakadzoka naye kubva patsime reSira. Asi Dhavhidhi haana kuzviziva.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:26 akapoteredza