Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo varanda vaDhavhidhi naJoabhu vakadzoka kubva kundopamba uye vakauya nezvakawanda zvavakanga vapamba. Asi Abhineri akanga achisiri pamwe naDhavhidhi muHebhuroni, nokuti Dhavhidhi akanga amutendera kuenda, uye akanga aenda norugare.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:22 akapoteredza