Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei, murume wake akamuperekedza, achichema ari mumashure make dakara vanosvika kuBhahurimi. Ipapo Abhineri akati kwaari, “Dzokera kumba!” iye ndokudzokera hake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:16 akapoteredza