Makandinunura kubva pakurwisa kwavanhu vangu;makandichengetedza somutungamiri wendudzi.Vanhu vandakanga ndisingazivi vava pasi pangu.