Mwari wangu ndiye dombo rangu, ndinovanda maari, nhoo yangu,norunyanga rworuponeso rwangu.Ndiye nhare yangu, utiziro hwangu nomuponesi wangu,munondiponesa pavanhu vanoita nechisimba.