Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akararamisa Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro, nokuda kwemhiko pamberi paJehovha pakati paDhavhidhi naJonatani mwanakomana waSauro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:7 akapoteredza