Uye Ishi-Bhenoni, mumwe wezvizvarwa zvaRafa, aiva nomusoro wepfumo wairema mazana matatu amashekeria uye akapakata munondo mutsva, akati achauraya Dhavhidhi.