Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva yokutonga kwaDhavhidhi, kwakava nenzara makore matatu achiteverana; saka Dhavhidhi akatsvaka chiso chaJehovha. Jehovha akati, “Imhaka yaSauro neimba yake yeropa; imhaka yokuti akauraya vaGibheoni.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:1 akapoteredza