Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 20:23-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Joabhu akanga ari mukuru wehondo yose yeIsraeri; Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akanga ari mukuru wavaKereti navaPareti;

24. Adhoniramu akanga ari mutaririri wavashandi vechibharo; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi akanga ari munyori wenhoroondo,

25. Shevha akanga ari munyori; Zadhoki naAbhiatari vaiva vaprista;

26. uye Ira muJairi aiva muprista waDhavhidhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20