Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 20:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amasa akanga asina kuona munondo waiva muruoko rwaJoabhu, uye Joabhu akaunyudza mudumbu make, uye ura hwake hukawira pasi. Asina kunge abayiwazve, Amasa akafa. Ipapo Joabhu nomunun'una wake vakatevera Shebha mwanakomana waBhikiri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20

Maonero 2 Samueri 20:10 akapoteredza