Saka mambo akasimuka akandoisa chigaro chake pasuo. Vanhu vakati vaudzwa kuti, “Mambo agere pasuo,” vose vakauya pamberi pake.Zvichakadaro, vaIsraeri vakanga vatizira kumisha yavo.