Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 19:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye varume vose veIsraeri vakauya kuna mambo uye vakati kwaari, “Hama dzedu, varume veJudha, vakabireiko mambo vakamuuyisa neimba yake mhiri kweJorodhani, pamwe chete navanhu vake vose?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:41 akapoteredza