Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akafukidza chiso chake akachema zvikuru achiti, “Haiwa mwanakomana wangu Abhusaromu! Haiwa Abhusaromu, mwanakomana wangu, mwanakomana wangu!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:4 akapoteredza