Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 19:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndava namakore makumi masere. Ndichagona kuziva mutsauko pakati pechakanaka uye nechisina kunaka here? Ko, muranda wenyu achagona kuravira chaanodya nechaanonwa here? Ko, ndichagona kunzwa manzwi avarume navakadzi vanoimba here? Muranda wenyu achaitireiko kuti ave mumwe mutoro kuna she wangu mambo?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:35 akapoteredza