Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 18:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akabvunza akati, “Ko, jaya Abhusaromu mupenyu here?” Ahimaazi akati, “Ndakaona kunyongana kukuru panguva iyo Joabhu akanga oda kutuma muranda wamambo uye neni, muranda wenyu, asi handina kuziva kuti chaiva chii.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 18

Maonero 2 Samueri 18:29 akapoteredza