Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 18:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva youpenyu hwake, Abhusaromu akanga atora mbiru akaimisa muMupata waMambo sechirangaridzo kwaari, nokuti akafunga akati, “Handina mwanakomana angayeuchidza vanhu zita rangu.” Akatumidza mbiru iyo zita rake, uye inonzi Mbiru Yokuyeuchidza Abhusaromu kusvikira nhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 18

Maonero 2 Samueri 18:18 akapoteredza