Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi murume uyu akati, “Kunyange dai chiuru chamashekerib chakanga chayerwa mumaoko angu, handaigona kusimudzira mwanakomana wamambo ruoko rwangu kuti ndimuuraye. Mambo akakurayirai imi naAbhishai uye naItai isu tichizvinzwa achiti, ‘Mudzivirire jaya Abhusaromu nokuda kwangu.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 18

Maonero 2 Samueri 18:12 akapoteredza